Vana Vatatu naHungwe - Mutendi Daniel Mutendi - Grāmatas - Daniel Mutendi - 9781779213112 - 2022. gada 1. marts
Ja vāks un nosaukums nesakrīt, pareizs ir nosaukums

Vana Vatatu naHungwe

Cena
€ 27,49

Pasūtīts no attālās noliktavas

Paredzamā piegāde . gada 16. - 30. sept.
Saņemiet paziņojumus par jauniem Mutendi Daniel Mutendi izdevumiem
Pievienot savam iMusic vēlmju sarakstam

Not rated yet

Vana vatatu vanoshanyira kuGreat Zimbabwe navabereki vavo. Zvino vari muzhira kudzokera kumba kuHarare, vanotenga Shiri yeZimbabwe yakavezwa nomunyaka pamusika uri parutivi pomugwagwa, kubva kune imwe harahwa. Shiri iyi ine mashiripiti, naizvozvo vana vanofara chose nayo.

Batana nevatatu ava neshamwari yavo, zigondo rinonzi Hungwe, pavanopinda munguva yakapfuura vachindodzidza pamusoro penyika yavo yavanodisa, Zimbabwe. 


Bhuku iri rakanakira kudzidzisa vana kuverenga chiShona, uyevo kuvadzidzisa zvimwe zvezvinhu zvakaitika munyika yavo yeZimbabwe. Rinobetsera kusimbisa muvana kuti vanombova vanani ivo.


Iri ibhuku rokutanga pamatatu anotaura zvenyaya yeVana vatatu naHungwe.

Mediji Grāmatas     Paperback Book   (Grāmata ar mīksto vāku un līmēto muguru)
Izlaists 2022. gada 1. marts
ISBN13 9781779213112
Izdevēji Daniel Mutendi
Lapas 126
Izmēri 150 × 220 × 10 mm   ·   317 g
Valoda Angļu  

Vairāk no tā paša izdevēja